Mateo 27:13 - Shona BIBLE13 Zvino Pirato akati kwaari, “Haunzwi zvinhu zvizhinji zvavanokupomedzera here?” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ɀino Pirato akati kwaari: Haunzwi ɀinhu ɀizhinji ɀaʋanokupomedzera here? See the chapterShona Bible 1949 revised 200213 Zvino Pirato akati kwaari, “Haunzwi zvinhu zvizhinji zvavanokupomedzera here?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Ipapo Pirato akati kwaari, “Hausikunzwa here kuwanda kwezvinhu zvavari kukupomera?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona13 Ipapo Pirato akati kwaari, “Hausikunzwa here kuwanda kwezvinhu zvavari kukupomera?” See the chapter |