Mateo 26:74 - Shona BIBLE74 Zvino akatanga kutuka nokupika, nemhiko achiti, “Handimuzivi munhu uyu.” Pakarepo jongwe rikakukuridza. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)74 Ɀino wakataŋga kutuka nokupika, aciti: Handimuziʋi munhu uyu. Pakarepo joŋgwe rikarira. See the chapterShona Bible 1949 revised 200274 Zvino akatanga kutuka nokupika, nemhiko achiti, “Handimuzivi munhu uyu.” Pakarepo jongwe rikakukuridza. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika74 Pita akatanga kuzvirengerera rushambwa achitopika achiti, “Handizivi munhu uyu.” Pakarepo jongwe rakabva rakukuridza. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona74 Pita akatanga kuzvirengerera rushambwa achitopika achiti, “Handizivi munhu uyu.” Pakarepo jongwe rakabva rakukuridza. See the chapter |