Mateo 26:69 - Shona BIBLE69 Petirosi akanga agere panze paruvazhe. Zvino mushandiri akauya kwaari, akati, “Newewo wakanga unaJesu weGareriya.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)69 Petro wakaŋga agere panze paruʋazhe. Ɀino mushandiri akaʋuya kwaari, akati: Newe ʋo wakaŋga unaJesu weGarirea. See the chapterShona Bible 1949 revised 200269 Petirosi akanga agere panze paruvazhe. Zvino mushandiri akauya kwaari, akati, “Newewo wakanga unaJesu weGariria.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika69 Pita akanga agere panze muruvanze, mumwe musikana webasa akauya kwaari akati, “Newewo wanga uina Jesu wokuGarirea.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona69 Pita akanga agere panze muruvanze, mumwe musikana webasa akauya kwaari akati, “Newewo wanga uina Jesu wokuGarirea.” See the chapter |