Mateo 26:65 - Shona BIBLE65 Ipapo Mupristi Mukuru akabvarura nguo dzake, akati, “Ashonha Mwari! Tichatsvakireiko zvapupu? Tarirai, manzwa zvino kushonha kwake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)65 Ipapo muprista mukuru akabvarura ŋguʋo dzake, akati: Wamhura Mŋari! Ticatȿakireiko ɀapupu? Tarirai, manzwa ɀino kumhura kwake. See the chapterShona Bible 1949 revised 200265 Ipapo mupristi mukuru akabvarura nguo dzake, akati, “Ashonha Mwari! Tichatsvakireiko zvapupu? Tarirai, manzwa zvino kushonha kwake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika65 Ipapo mupristi mukuru akabvarura hanzu dzake ashatirwa achiti, “Ashonha Mwari. Tichadirei zvapupu? Manzwa moga kushonha kwake Mwari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona65 Ipapo mupristi mukuru akabvarura hanzu dzake ashatirwa achiti, “Ashonha Mwari. Tichadirei zvapupu? Manzwa moga kushonha kwake Mwari. See the chapter |