Online Bible

- Advertisements -

Mateo 26:52 - Shona BIBLE

52 Zvino Jesu akati kwaari, “Dzosera munondo wako muhara ravo, nokuti vose vanobata munondo, vachafa nomunondo.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

52 Ɀino Jesu akati kwaari: Dzosera munondo wako mumuhara wawo, nokuti ʋose ʋanoɓata munondo, ʋacafa nomunondo.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

52 Zvino Jesu akati kwaari, “Dzosera munondo wako muhara ravo, nokuti vose vanobata munondo, vachafa nomunondo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

52 Jesu akamuti, “Dzosera bakatwa rako panzvimbo paro nokuti vose vanoshandisa bakatwa vanofa nebakatwa.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

52 Jesu akamuti, “Dzosera bakatwa rako panzvimbo paro nokuti vose vanoshandisa bakatwa vanofa nebakatwa.

See the chapter Copy

Mateo 26:52

Follow us:

Advertisements

Advertisements