Mateo 26:50 - Shona BIBLE50 Jesu akati kwaari, “Shamwari, ita zvawavinga.” Ipapo vakauya, vakaisa maoko kuna Jesu, vakamubata. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)50 Jesu akati kwaari: Shamŋari, ita ɀawaʋiŋga. Ipapo ʋakaʋuya, ʋakaisa maʋoko kunaJesu, ʋakamuɓata. See the chapterShona Bible 1949 revised 200250 Jesu akati kwaari, “Shamwari, ita zvawavinga.” Ipapo vakauya, vakaisa maoko kuna Jesu, vakamubata. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika50 Jesu akati kwaari, “Shamwari, ingoita zvawavinga.” Vakabva vauya vakati Jesu dzvi kumubata. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona50 Jesu akati kwaari, “Shamwari, ingoita zvawavinga.” Vakabva vauya vakati Jesu dzvi kumubata. See the chapter |