Mateo 26:49 - Shona BIBLE49 Pakarepo akasvika kuna Jesu, akati, “Kwaziwai, Rabhi!” Akamutsvoda zvikuru. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)49 Pakarepo akaȿika kunaJesu, akati: Kwaziwai, Rabi! Akamuȿeta ɀikuru. See the chapterShona Bible 1949 revised 200249 Pakarepo akasvika kuna Jesu, akati, “Kwaziwai, Rabhi!” Akamutsvoda zvikuru. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 Judhasi akabva auya pana Jesu akati, “Tikukwaziseika, Mudzidzisi,” akabva amutsvoda. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona49 Judhasi akabva auya pana Jesu akati, “Tikukwaziseika, Mudzidzisi,” akabva amutsvoda. See the chapter |