Mateo 26:29 - Shona BIBLE29 Asi ndinoti kwamuri, “Handichatongonwizve zvibereko zvomuzambiringa, kusvikira zuva iro randachizonwa naro nemi, zvava zvitsva, muushe hwaBaba vangu.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Asi ndinoti kwamuri: Handicatoŋgonwi ɀe ɀiɓereko ɀomuzambiriŋga, kuȿikira zuʋa iro randicazonwa naro nemi, ɀaʋa ɀitȿa, muʋushe bgaƂaɓa ʋaŋgu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200229 Asi ndinoti kwamuri, “Handichatongonwizve zvibereko zvomudzambiringa, kusvikira zuva iro randachizonwa naro nemi, zvava zvitsva, muushe hwaBaba vangu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Ndinokutaurirai kuti handichazonwazve waini yomugirepisi kusvikira pazuva randinozonwa waini itsva nemi muumambo hwaBaba vangu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona29 Ndinokutaurirai kuti handichazonwazve waini yomugirepisi kusvikira pazuva randinozonwa waini itsva nemi muumambo hwaBaba vangu.” See the chapter |