Mateo 26:23 - Shona BIBLE23 Akapindura, akati, “Waisa ruoko neni mundiro, ndiye achandipandukira. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Akapindura, akati: Waisa ruʋoko neni mundiro, ndiye ucandipandukira. See the chapterShona Bible 1949 revised 200223 Akapindura, akati, “Waisa ruoko neni mundiro, ndiye achandipandukira. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Jesu akavapindura achiti, “Uyo aseva mundiro neni, ndiye achanditengesa.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona23 Jesu akavapindura achiti, “Uyo aseva mundiro neni, ndiye achanditengesa.” See the chapter |