Online Bible

- Advertisements -




Mateo 25:44 - Shona BIBLE

44 Zvino naivava vachapindura, vachiti, ‘Ishe, takakuonai rinhiko mune nzara, kana mune nyota, kana muri mweni, kana musina nguo, kana muchirwara, kana muri mutorongo, tikasakushumirai?’

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

44 Ɀino naiʋaʋa ʋacapindura, ʋaciti: Ishe, takakuʋonai riniko munenzara, kana munenyota, kana muri mŋeni, kana musineŋguʋo, kana mucirwara, kana muri mutoroŋgo, tikasakushumirai?

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

44 Zvino naivava vachapindura, vachiti, ‘Ishe, takakuonai riniko mune nzara, kana mune nyota, kana muri mweni, kana musina nguo, kana muchirwara, kana muri mutorongo, tikasakushumirai?’

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

44 “Ivo vachapindurawo vachiti, ‘Tenzi ndirini watakakuonai muine nzara kana kuti muine nyota kana muri mweni kana musina chokupfeka kana kuti muchirwara kana kuti muri mujeri tikasakuitirai chinhu.’

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

44 “Ivo vachapindurawo vachiti, ‘Tenzi ndirini watakakuonai muine nzara kana kuti muine nyota kana muri mweni kana musina chokupfeka kana kuti muchirwara kana kuti muri mujeri tikasakuitirai chinhu.’

See the chapter Copy




Mateo 25:44

Follow us:

Advertisements


Advertisements