Online Bible

- Advertisements -




Mateo 25:37 - Shona BIBLE

37 “Zvino vakarurama vachamupindura, vachiti, ‘Ishe, takakuonai rinhiko mune nzara, tikakupai chokudya? Kana mune nyota, tikakupai chokunwa?

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

37 Ɀino ʋakarurama ʋacamupindura, ʋaciti: Ishe, takakuʋonai riniko munenzara, tikakupai cokudya? kana munenyota, tikakupai cokunwa?

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

37 “Zvino vakarurama vachamupindura, vachiti, ‘Ishe, takakuonai riniko mune nzara, tikakupai chokudya? Kana mune nyota, tikakupai chokunwa?

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

37 “Vakarurama vachamupindura vachiti, ‘Tenzi ndirini watakakuonai muine nzara tikakupai chokudya kana kuti muine nyota tikakupai chokunwa?

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

37 “Vakarurama vachamupindura vachiti, ‘Tenzi ndirini watakakuonai muine nzara tikakupai chokudya kana kuti muine nyota tikakupai chokunwa?

See the chapter Copy




Mateo 25:37

Follow us:

Advertisements


Advertisements