Online Bible

- Advertisements -




Mateo 25:24 - Shona BIBLE

24 “Akanga apiwa tarenda rimwe, naiye akauyawo, akati, ‘Ishe, ndakanga ndichikuzivai imi, kuti muri munhu ane hasha, munokohwa pamusati makadyara, munounganidza pamusati makakusha;

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

24 Wakaŋga apiwa tarenta rimŋe, naiye akaʋuya ʋo, akati: Ishe, ndakaŋga ndicikuziʋai imi, kuti muri munhu unehasha, munoceka pamusati makadɀara, munoʋuŋganidza pamusati makakusha;

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

24 “Akanga apiwa tarenda rimwe, naiye akauyawo, akati, ‘Ishe, ndakanga ndichikuzivai imi, kuti muri munhu anehasha, munokohwa pamusati makadyara, munounganidza pamusati makakusha;

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Uyawo akagamuchira mari yetarenda rimwechete akauyawo akati, ‘Changamire, ndakazviziva kuti muri munhu akaoma. Imi munokohwa pamusina kudyara. Munounganidza pamusina kumbokusha.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

24 Uyawo akagamuchira mari yetarenda rimwechete akauyawo akati, ‘Changamire, ndakazviziva kuti muri munhu akaoma. Imi munokohwa pamusina kudyara. Munounganidza pamusina kumbokusha.

See the chapter Copy




Mateo 25:24

Follow us:

Advertisements


Advertisements