Online Bible

- Advertisements -

Mateo 25:23 - Shona BIBLE

23 Ishe wake akati kwaari, ‘Zvakanaka, muranda akanaka, akatendeka; wakanga wakatendeka pazvinhu zvishoma, ndichakuisa pamusoro pezvinhu zvizhinji; pinda mumufaro washe wako.’

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Ishe wake akati kwaari: Ɀakanaka, muranda wakanaka, wakatendeka; wakaŋga wakatendeka paɀinhu ɀishoma, ndicakuisa pamsoro peɀinhu ɀizhinji; pinda pamufaro washe wako.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

23 Ishe wake akati kwaari, ‘Zvakanaka, muranda akanaka, akatendeka; wakanga wakatendeka pazvinhu zvishoma, ndichakuisa pamusoro pezvinhu zvizhinji; pinda mumufaro washe wako.’

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Tenzi wake akamuti, ‘Hauchionaka muranda wakanaka, wakatendeka. Wakatendeka mune zvidiki ndavakukuita mutariri wezvakawanda. Saka chiuya tifare pamwechete neni Tenzi wako.’

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Tenzi wake akamuti, ‘Hauchionaka muranda wakanaka, wakatendeka. Wakatendeka mune zvidiki ndavakukuita mutariri wezvakawanda. Saka chiuya tifare pamwechete neni Tenzi wako.’

See the chapter Copy

Mateo 25:23

Follow us:

Advertisements

Advertisements