Mateo 25:17 - Shona BIBLE17 Saizvozvowo, akapiwa maviri, akawana mamwe maviri. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Saiɀoɀo ʋo, wakapiwa maʋiri, wakawana mamŋe maʋiri. See the chapterShona Bible 1949 revised 200217 Saizvozvowo, akapiwa maviri, akawana mamwe maviri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Ndizvozvowo zvakaita akapiwa mari yamatarenda maviri, akawana imwe mari yamatarenda maviri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona17 Ndizvozvowo zvakaita akapiwa mari yamatarenda maviri, akawana imwe mari yamatarenda maviri. See the chapter |