Mateo 25:1 - Shona BIBLE1 “Zvino ushe hwedenga hungafananidzwa navasikana vane gumi, vakatora mwenje yavo, vakabuda kundochingamidza muwani. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino ʋushe bgokuɗeŋga bguŋgafananidzwa naʋasikana ʋanegumi, ʋakatora mŋenje yaʋo, ʋakaɓuɗa kundociŋgamidza cikomba. See the chapterShona Bible 1949 revised 20021 “Zvino ushe hwedenga hungafananidzwa navasikana vane gumi, vakatora mwenje yavo, vakabuda kundochingamidza muwani. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 “Umambo hwedenga huchafananidzwa navasikana vane gumi vakatora marambi avo vakaenda kundochingura muwani. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona1 “Umambo hwedenga huchafananidzwa navasikana vane gumi vakatora marambi avo vakaenda kundochingura muwani. See the chapter |