Mateo 24:34 - Shona BIBLE34 Zvirokwazvo ndinoti kwamuri, rudzi urwu harungatongopfuuri kusvikira izvozvi zvose zvaitika. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Ɀirokwaɀo ndinoti kwamuri: Rudzi urwu haruŋgatoŋgopfuʋuri kuȿikira iɀoɀi ɀose ɀaitika. See the chapterShona Bible 1949 revised 200234 Zvirokwazvo ndinoti kwamuri, rudzi urwu harungatongopfuuri kusvikira izvozvi zvose zvaitika. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Zvirokwazvo ndinoti kwamuri chizvarwa ichi hachimbopfuuri, zvinhu izvi zvisati zvaitika. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona34 Zvirokwazvo ndinoti kwamuri chizvarwa ichi hachimbopfuuri, zvinhu izvi zvisati zvaitika. See the chapter |