Mateo 24:33 - Shona BIBLE33 Saizvozvowo, nemiwo, kana moona izvozvo zvose, zivai kuti ava pedyo asvika pamukova. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Saiɀoɀo, nemi ʋo, kana moʋona iɀoɀo ɀose, ziʋai kuti waʋa pedyo pamukoʋa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200233 Saizvozvowo, nemiwo, kana moona izvozvo zvose, zivai kuti ava pedyo asvika pamukova. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Naizvozvo imiwo kana moona izvi zvose, zivai kuti iye ava padyo, atova pamusuo chaipo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona33 Naizvozvo imiwo kana moona izvi zvose, zivai kuti iye ava padyo, atova pamusuo chaipo. See the chapter |