Mateo 24:27 - Shona BIBLE27 “Nokuti semheni inobva mabvazuva, ichipenyeresa kumavirira, ndizvo zvichaita kuuya kwoMwanakomana womunhu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Nokuti semheni inobva mabvazuʋa, icipenyera kumaʋirira, ndiɀo ɀicaita kuʋuya kwoMŋanakomana womunhu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200227 “Nokuti semheni inobva mabvazuva, ichipenyeresa kumavirira, ndizvo zvichaita kuuya kwoMwanakomana womunhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Sokuvaima kunoita mheni kubva kumabvazuva kusvika kumadokero ndiko kuuya kuchaita Mwanakomana womunhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona27 Sokuvaima kunoita mheni kubva kumabvazuva kusvika kumadokero ndiko kuuya kuchaita Mwanakomana womunhu. See the chapter |