Online Bible

- Advertisements -




Mateo 24:23 - Shona BIBLE

23 “Zvino kana munhu akati kwamuri, ‘Tarirai, Kristu ari pano,’ kana, ‘Apo’ regai kutenda.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Ɀino kana munhu akati kwamuri: Tarirai, Kristu uri pano, kana apo; regai kutenda.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

23 “Zvino kana munhu akati kwamuri, ‘Tarirai, Kristu ari pano’, kana, ‘Apo’ regai kutenda.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 “Ipapo kana ani zvake akati kwamuri, ‘Tarisai houno Kristu kana kuti ari koko,’ musazvidavire

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 “Ipapo kana ani zvake akati kwamuri, ‘Tarisai houno Kristu kana kuti ari koko,’ musazvidavire

See the chapter Copy




Mateo 24:23

Follow us:

Advertisements


Advertisements