Mateo 23:9 - Shona BIBLE9 Musati munhu ari panyika baba venyu, nokuti mumwechete ndiBaba venyu, ivo vari kudenga. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Musaidza munhu uri panyika ɓaɓa ʋenyu, nokuti mumŋe cete ndiƂaɓa ʋenyu, iʋo ʋari kuɗeŋga. See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Musati munhu ari panyika baba venyu, nokuti mumwechete ndiBaba venyu, ivo vari kudenga. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 “Musadaidze munhu kuti baba vako panyika nokuti muna Baba mumwechete ari kudenga. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 “Musadaidze munhu kuti baba vako panyika nokuti muna Baba mumwechete ari kudenga. See the chapter |