Mateo 23:7 - Shona BIBLE7 nokukwaziswa padare, nokunzi, ‘Rabhi’ navanhu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 nokukwaziswa paɗare, nokuidzwa Rabi naʋanhu. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 nokukwaziswa padare, nokunzi, ‘Rabhi’ navanhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 nokukwaziswa pamisika nokudaidzwa navanhu kuti mudzidzisi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 nokukwaziswa pamisika nokudaidzwa navanhu kuti mudzidzisi. See the chapter |