Mateo 23:3 - Shona BIBLE3 saka zvose zvavanokuudzai, muzviite nokuzvichengeta, asi musatevera mabasa avo; nokuti vanotaura, asi havaiti. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 saka ɀose ɀaʋanokuʋudzai, muɀiite nokuɀiceŋgeta, asi musateʋera maɓasa aʋo; nokuti ʋanotaura, asi haʋaiti. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 saka zvose zvavanokuudzai, muzviite nokuzvichengeta, asi musatevera mabasa avo; nokuti vanotaura, asi havaiti. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 saka itai nokuchengeta zvose zvavanokuudzai asi kwete zvavanoita nokuti ivo havaiti zvavanoparidza. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 saka itai nokuchengeta zvose zvavanokuudzai asi kwete zvavanoita nokuti ivo havaiti zvavanoparidza. See the chapter |