Mateo 23:26 - Shona BIBLE26 “Iwe muFarisi wakapofumara, tanga kunatsa mukati momukombe, nendiro, kuti kunze kwazvo kugochenawo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Iwe muFarise wakapofumara, taŋga kunatsa mukati momukombe, nendiro, kuti kunze kwaɀo kugocena ʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200226 “Iwe muFarisi wakapofumara, tanga kunatsa mukati momukombe, nendiro, kuti kunze kwazvo kugochenawo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 “Iwe bofu romuFarisei, tanga washambidza mukati momukombe nendiro kuti kunze kuve kwakachenawo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona26 “Iwe bofu romuFarisei, tanga washambidza mukati momukombe nendiro kuti kunze kuve kwakachenawo. See the chapter |