Mateo 23:16 - Shona BIBLE16 “Mune nhamo, imi vatungamiriri vakapofumara, munoti, ‘Ani naani anopika netemberi, hazvina hazvo; asi ani naani anopika nendarama yetemberi, ndiye ane mhosva.’ See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Munenhamo, imi ʋatuŋgamiriri ʋakapofumara, munoti: Aninani unopika netembere, haɀina haɀo; asi aninani unopika nendarama yetembere, ndiye unemhoȿa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200216 “Mune nhamo, imi vatungamiriri vakapofumara, munoti, ‘Ani naani anopika netemberi, hazvina hazvo; asi ani naani anopika nendarama yetemberi, ndiye anemhosva.’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Zvichakuwanai zvenyu, imi mapofu avatungamiri, munoti, ‘Kana munhu akapika neTemberi, hazvina mhosva, asi munhu akapika nendarama yomuTemberi anosungirwa kuchengeta chitsidzo chake.’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona16 Zvichakuwanai zvenyu, imi mapofu avatungamiri, munoti, ‘Kana munhu akapika neTemberi, hazvina mhosva, asi munhu akapika nendarama yomuTemberi anosungirwa kuchengeta chitsidzo chake.’ See the chapter |