Mateo 23:15 - Shona BIBLE15 “Mune nhamo, imi vanyori naVaFarisi, vanyengeri! Nokuti munofamba pagungwa napanyika kuzotapa mudzidzi mumwe; kana awanikwa, munomuita mwanakomana weGehena kukunda imi kaviri. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Munenhamo, imi ʋanyori naʋaFarise, ʋanyeŋgeri! Nokuti munofamba paguŋgwa napanyika kuzotapa mudzidzi mumŋe; kana awanikwa, munomuita mŋanakomana weGehena kukunda imi kaʋiri. See the chapterShona Bible 1949 revised 200215 “Mune nhamo, imi vanyori navaFarisi, vanyengeri! Nokuti munofamba pagungwa napanyika kuzotapa mudzidzi mumwe; kana awanikwa, munomuita mwanakomana weGehena kukunda imi kaviri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Zvichakuwanai imi nyanzvi dzomutemo nemi vaFarisei, vanyengedzi, munoyambuka makungwa muchidimuranisa masango kundopindutsa munhu mumwechete oga. Kana apinduka munomuita kuti ave munhu wokumoto muzhinji kakatopetwa kaviri kupinda imi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona15 Zvichakuwanai imi nyanzvi dzomutemo nemi vaFarisei, vanyengedzi, munoyambuka makungwa muchidimuranisa masango kundopindutsa munhu mumwechete oga. Kana apinduka munomuita kuti ave munhu wokumoto muzhinji kakatopetwa kaviri kupinda imi. See the chapter |