Mateo 22:34 - Shona BIBLE34 VaFarisi vakati vachinzwa kuti wapwisa vaSadhusi, vakaungana pamwechete. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 ƲaFarise ʋakati ʋacinzwa kuti wapxisa ʋaSaduse, ʋakaʋuŋgana pamŋe cete. See the chapterShona Bible 1949 revised 200234 VaFarisi vakati vachinzwa kuti wapwisa vaSadhusi, vakaungana pamwechete. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 VaFarisei pavakanzwa kuti akapwisa vaSadhusei, vakaungana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona34 VaFarisei pavakanzwa kuti akapwisa vaSadhusei, vakaungana. See the chapter |