Online Bible

- Advertisements -

Mateo 22:29 - Shona BIBLE

29 Jesu akapindura, akati kwavari, “Marasika, nokusaziva Magwaro, kana simba raMwari.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 Jesu akapindura, akati kwaʋari: Marashika, nokusaziʋa Magwaro, kana simba raMŋari.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

29 Jesu akapindura, akati kwavari, “Marasika, nokusaziva Magwaro, kana simba raMwari.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Jesu akavapindura achiti, “Munokanganisa, nokuti hamuzivi Magwaro Matsvene uye simba raMwari.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

29 Jesu akavapindura achiti, “Munokanganisa, nokuti hamuzivi Magwaro Matsvene uye simba raMwari.

See the chapter Copy

Mateo 22:29

Follow us:

Advertisements

Advertisements