Mateo 22:23 - Shona BIBLE23 Nezuva iro vaSadhusi vakasvika kwaari, ivo vanoti hakuna kumuka kwavakafa, vakamubvunza, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Nezuʋa iro ʋaSaduse ʋakaȿika kwaari, iʋo ʋanoti hakuna‐kumuka kwaʋakafa, ʋakamubvunza, See the chapterShona Bible 1949 revised 200223 Nezuva iro vaSadhusi vakasvika kwaari, ivo vanoti hakuna kumuka kwavakafa, vakamubvunza, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Pazuva rimwechetero, vaSadhusei vakauyawo kwaari. Ndivo vaya vanoti zvokumuka kwavakafa hakuna. Vakamubvunza vachiti, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona23 Pazuva rimwechetero, vaSadhusei vakauyawo kwaari. Ndivo vaya vanoti zvokumuka kwavakafa hakuna. Vakamubvunza vachiti, See the chapter |