Mateo 22:21 - Shona BIBLE21 Vakati kwaari, “ZvaKesari.” Akati kwavari, “Naizvozvo, ipai Kesari zvaKesari, naMwari zvaMwari.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ʋakati kwaari: ⱿaKesari. Akati kwaʋari: Naiɀoɀo, ipai Kesari ɀaKesari, naMŋari ɀaMŋari. See the chapterShona Bible 1949 revised 200221 Vakati kwaari, “ZvaKesari.” Akati kwavari, “Naizvozvo, ipai Kesari zvaKesari, naMwari zvaMwari.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Vakati, “NdezvaSiza.” Iye ndokuvati, “Ipai zvaSiza kuna Siza, mupewo zvaMwari kuna Mwari.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona21 Vakati, “NdezvaSiza.” Iye ndokuvati, “Ipai zvaSiza kuna Siza, mupewo zvaMwari kuna Mwari.” See the chapter |