Mateo 22:15 - Shona BIBLE15 Zvino VaFarisi vakaenda kundorangana kuti vangamubata sei pakutaura kwake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ɀino ʋaFarise ʋakaenda kundoraŋgana kuti ʋaŋgamuɓata sei pakutaura kwake. See the chapterShona Bible 1949 revised 200215 Zvino vaFarisi vakaenda kundorangana kuti vangamubata sei pakutaura kwake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 VaFarisei vakaenda vakandoita musangano kuti vangamubate sei mukutaura kwake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona15 VaFarisei vakaenda vakandoita musangano kuti vangamubate sei mukutaura kwake. See the chapter |