Online Bible

- Advertisements -




Mateo 22:13 - Shona BIBLE

13 Zvino mambo akati kuvaranda, “Musungei makumbo namaoko, mumukandirei kunze murima; apo pachava nokuchema nokugeda–geda kwameno.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Ɀino mambo akati kuʋaranda: Mumusuŋgei makumbo namaʋoko, mumukandirei kunze murima; apo pacaʋa nokucema nokugeɗa‐geɗa kwameno.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Zvino mambo akati kuvaranda, “Musungei makumbo namaoko, mumukandirei kunze murima; apo pachava nokuchema nokugeda-geda kwameno.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Mambo akati kuna vashandi vake, ‘Musungei maoko namakumbo mumukande murima rokunze.’ ” Ikoko vanhu vachachema nokurumanidza mazino.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Mambo akati kuna vashandi vake, ‘Musungei maoko namakumbo mumukande murima rokunze.’ ” Ikoko vanhu vachachema nokurumanidza mazino.

See the chapter Copy




Mateo 22:13

Follow us:

Advertisements


Advertisements