Mateo 22:12 - Shona BIBLE12 akati kwaari, ‘Shamwari, wapinda pano seiko, usina nguo yomuchato?’ ” Akanyarara. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 akati kwaari: Shamŋari, wapinda pano seiko, usineŋguʋo yomutambo wokuwana? Akanyarara. See the chapterShona Bible 1949 revised 200212 akati kwaari, ‘Shamwari, wapinda pano seiko, usina nguo yomuchato?’ ” Akanyarara. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Akati kwaari, ‘Shamwari, wapinda seiko muno usina hanzu yomuchato?’ Akabva aomerwa nerokutaura. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona12 Akati kwaari, ‘Shamwari, wapinda seiko muno usina hanzu yomuchato?’ Akabva aomerwa nerokutaura. See the chapter |