Mateo 21:46 - Shona BIBLE46 Zvino vakatsvaka kumubata, asi vakatya vanhu vazhinji, nokuti vakanga vachiti muporofita. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)46 Ɀino ʋakatȿaka kumuɓata, asi ʋakatya ʋanhu ʋazhinji, nokuti ʋakaŋga ʋaciti muprofita. See the chapterShona Bible 1949 revised 200246 Zvino vakatsvaka kumubata, asi vakatya vanhu vazhinji, nokuti vakanga vachiti muporofita. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika46 Vaida kuti vamusunge asi vakatya uzhinji hwavanhu nokuti vaimutora somuporofita. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona46 Vaida kuti vamusunge asi vakatya uzhinji hwavanhu nokuti vaimutora somuporofita. See the chapter |