Online Bible

- Advertisements -




Mateo 21:41 - Shona BIBLE

41 Vakati kwaari, “Achaparadza kwazvo vanhu avo vakaipa, akaisa vamwe varimi mumunda wemizambiringa, vachazomupa michero nenguva yavo.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

41 Ʋakati kwaari: Ucaparadza kwaɀo ʋanhu aʋo ʋakaipa, akaisa ʋamŋe ʋarimi mumunda wemizambiriŋga, ʋacazomupa ɀiɓereko neŋguʋa dzaɀo.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

41 Vakati kwaari, “Achaparadza kwazvo vanhu avo vakaipa, akaisa vamwe varimi mumunda wemidzambiringa, vachazomupa michero nenguva yavo.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

41 “Achaparadza vanhu vakaipa ava norufu rwakaipisisa, achazopa munda wamagirepisi iwoyo kuna vamwe vokuti vaushandise vachimubhadhara vachimupa michero panguva yayo.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

41 “Achaparadza vanhu vakaipa ava norufu rwakaipisisa, achazopa munda wamagirepisi iwoyo kuna vamwe vokuti vaushandise vachimubhadhara vachimupa michero panguva yayo.”

See the chapter Copy




Mateo 21:41

Follow us:

Advertisements


Advertisements