Mateo 21:34 - Shona BIBLE34 “Nguva yemichero yakati yosvika, akatuma varanda vake kuvarimi, kundopiwa michero yake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Ŋguʋa yeɀiɓereko yakati yoȿika, akatuma ʋaranda ʋake kuʋarimi, kundotora ɀiɓereko ɀake. See the chapterShona Bible 1949 revised 200234 “Nguva yemichero yakati yosvika, akatuma varanda vake kuvarimi, kundopiwa michero yake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Nguva yomuchero payakanga yava kusvika, akatuma varanda vake kuna vaya vaishandisa munda wake kuti awanewo muchero wake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona34 Nguva yomuchero payakanga yava kusvika, akatuma varanda vake kuna vaya vaishandisa munda wake kuti awanewo muchero wake. See the chapter |