Mateo 20:7 - Shona BIBLE7 Vakati kwaari, ‘Nokuti hapana nomunhu akatipa basa.’ Akati kwavari, ‘Endai nemiwo mumunda wangu wemizambiringa.’ See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ʋakati kwaari: Nokuti hapanomunhu wakatipa ɓasa. Akati kwaʋari: Endai nemi ʋo mumunda wemizambiriŋga. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Vakati kwaari, ‘Nokuti hapana nomunhu akatipa basa.’ Akati kwavari, ‘Endai nemiwo mumunda wangu wemidzambiringa.’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Vakati kwaari, “Nokuti hapana atitora kuti atipewo basa.” Iye akati, “Nemiwo endaiwo mumunda wamagirepisi.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 Vakati kwaari, “Nokuti hapana atitora kuti atipewo basa.” Iye akati, “Nemiwo endaiwo mumunda wamagirepisi.” See the chapter |