Mateo 20:6 - Shona BIBLE6 Akabuda nenguva inenge yegumi neimwe, akawana vamwe vamire; akati kwavari, ‘Makamirireiko pano zuva rose musina basa.’ See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Akaɓuɗa neŋguʋa ineŋge yegumi neimŋe, akawana ʋamŋe ʋamire; akati kwaʋari: Makamirireiko pano zuʋa rose musiŋgaɓati? See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 Akabuda nenguva inenge yegumi neimwe, akawana vamwe vamire; akati kwavari, ‘Makamirireiko pano zuva rose musina basa.’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Panguva inenge yechishanu zuva ravakuda kudoka akabuda akaona vamwe vakamira zvavo. Iye akati kwavari, “Ko munodarirei kungomira zvenyu kudai zuva rose musina chamuri kuita?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 Panguva inenge yechishanu zuva ravakuda kudoka akabuda akaona vamwe vakamira zvavo. Iye akati kwavari, “Ko munodarirei kungomira zvenyu kudai zuva rose musina chamuri kuita?” See the chapter |