Mateo 20:20 - Shona BIBLE20 Zvino mai vevanakomana vaZebhedhi vakauya kwaari navanakomana vavo, vachimupfugamira, kuzokumbira chinhu kwaari. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ɀino mai ʋaʋanakomana ʋaZebedi ʋakaʋuya kwaari naʋanakomana ʋaʋo, ʋacimunamata, kuzokumbira cinhu kwaari. See the chapterShona Bible 1949 revised 200220 Zvino mai vavanakomana vaZebhedhi vakauya kwaari navanakomana vavo, vachimupfugamira, kuzokumbira chinhu kwaari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Amai vavanakomana vaZebhedhi vakauya kwaari nevanakomana vavo vakapfugama pamberi pake vakaisa chichemo chavo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona20 Amai vavanakomana vaZebhedhi vakauya kwaari nevanakomana vavo vakapfugama pamberi pake vakaisa chichemo chavo. See the chapter |