Mateo 20:10 - Shona BIBLE10 Vokutanga vakati vachiuya, vakafunga kuti tichapiwa kupfuura; ivo vakapiwawo mumwe nomumwe dhinari. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ʋokutaŋga ʋakati ʋaciʋuya, ʋakati ʋacapiwa nokupfuʋura; iʋo ʋakapiwa ʋo mumŋe nomumŋe denari. See the chapterShona Bible 1949 revised 200210 Vokutanga vakati vachiuya, vakafunga kuti tichapiwa kupfuura; ivo vakapiwawo mumwe nomumwe dhenari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Vokutanga vaya pavakauyawo, vakafunga kuti vachagamuchira yakawanda, asi mumwe nomumwe wavo akagamuchira dhenari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona10 Vokutanga vaya pavakauyawo, vakafunga kuti vachagamuchira yakawanda, asi mumwe nomumwe wavo akagamuchira dhenari. See the chapter |