Mateo 2:6 - Shona BIBLE6 ‘Newe Bhetirehemu, nyika yeJudhiya, Hausi muduku kwazvo kuvabati vaJudha; Nokuti mauri muchabuda Mutungamiriri, Achafudza vanhu vangu VaIsiraeri.’ ” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Newe Betrehema, nyika yeJudea, Hauzi muɗuku kwaɀo kuʋaɓati ʋaJuda; Nokuti kwauri Kucaɓuɗa Mutuŋgamiriri, Ucafudza ʋanhu ʋaŋgu ʋaIsraeri. See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 ‘Newe Bheterehemu, nyika yeJudhea, Hausi muduku kwazvo kuvabati vaJudha; Nokuti mauri muchabuda Mutungamiriri, Achafudza vanhu vangu vaIsiraeri.’ ” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 “ ‘Iwe Bheterehemu munyika yokwaJudha hausiwe muduku wokupedzesera pakati pavatongi vokwaJudha nokuti mauri muchabva mutongi achafudza vanhu vangu vaIsiraeri.’ ” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 “ ‘Iwe Bheterehemu munyika yokwaJudha hausiwe muduku wokupedzesera pakati pavatongi vokwaJudha nokuti mauri muchabva mutongi achafudza vanhu vangu vaIsiraeri.’ ” See the chapter |