Online Bible

- Advertisements -




Mateo 19:29 - Shona BIBLE

29 Mumwe nomumwe akasiya dzimba, kana vakoma kana vanun'una, kana hanzvadzi, kana baba, kana mai, kana mukadzi, kana vana, kana minda, nokuda kwezita rangu, uchapiwa zvine zana, akagara nhaka youpenyu husingaperi.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 Mumŋe nomumŋe wakasiya dzimba, kana ʋanuŋuna, kana hanɀadzi, kana ɓaɓa, kana mai, kana mukadzi, kana ʋana, kana minda, nokuɗa kwezita raŋgu, ucapiwa ɀinezana, akagara nhaka yoʋupenyu bgusiŋgaperi.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

29 Mumwe nomumwe akasiya dzimba, kana vakoma kana vanun'una, kana hanzvadzi, kana baba, kana mai, kana mukadzi, kana vana, kana minda, nokuda kwezita rangu, uchapiwa zvinezana, akagara nhaka yohupenyu husingaperi.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Munhu wose akasiya dzimba kana vakoma navanun'una kana hanzvadzi kana baba kana amai kana vana kana minda pamusana pezita rangu, achagamuchira zvakapetwa kazana uye achizowana upenyu husingaperi.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

29 Munhu wose akasiya dzimba kana vakoma navanun'una kana hanzvadzi kana baba kana amai kana vana kana minda pamusana pezita rangu, achagamuchira zvakapetwa kazana uye achizowana upenyu husingaperi.

See the chapter Copy




Mateo 19:29

Follow us:

Advertisements


Advertisements