Mateo 19:27 - Shona BIBLE27 Zvino Petirosi akapindura, akati kwaari, “Tarirai, isu takasiya zvose, tikakuteverai; tichagopiweiko?” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Ɀino Petro akapindura, akati kwaari: Tarirai, isu takasiya ɀose, tikakuteʋerai; ticagopiweiko? See the chapterShona Bible 1949 revised 200227 Zvino Petirosi akapindura, akati kwaari, “Tarirai, isu takasiya zvose, tikakuteverai; tichagopiweiko?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Ipapo Pita akapindura achiti, “Tarisai muone, isu takasiya zvose tikakuteverai. Zvino tichawanei?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona27 Ipapo Pita akapindura achiti, “Tarisai muone, isu takasiya zvose tikakuteverai. Zvino tichawanei?” See the chapter |