Mateo 19:25 - Shona BIBLE25 Vadzidzi vakati vachizvinzwa, vakakahadzika kwazvo, vakati, “Ndianiko angagoponeswa?” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ʋadzidzi ʋakati ʋaciɀinzwa, ʋakakahadzika kwaɀo, ʋakati: Ndianiko uŋgagoponeswa? See the chapterShona Bible 1949 revised 200225 Vadzidzi vakati vachizvinzwa, vakakahadzika kwazvo, vakati, “Ndianiko angagoponeswa?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Vadzidzi pavakanzwa izvi vakashamiswa zvikuru vachiti, “Ko zvino ndiani angagone kuponeswa?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona25 Vadzidzi pavakanzwa izvi vakashamiswa zvikuru vachiti, “Ko zvino ndiani angagone kuponeswa?” See the chapter |