Online Bible

- Advertisements -




Mateo 18:32 - Shona BIBLE

32 Zvino ishe wake akamudana, akati kwaari, ‘Iwe muranda wakaipa, ndakakuregerera chikwereti icho chose, nokuti iwe wakakumbira zvikuru kwandiri.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

32 Ɀino ishe wake akamuɗana, akati kwaari: Iwe muranda wakaipa, ndakakukaŋganwira cikwerete ico cose, nokuti iwe wakakumbira ɀikuru kwandiri.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

32 Zvino ishe wake akamudana, akati kwaari, ‘Iwe muranda wakaipa, ndakakuregerera chikwerete icho chose, nokuti iwe wakakumbira zvikuru kwandiri.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 Ipapo tenzi wake akamudaidza, akati kwaari, “Iwe muranda wakaipa, ndakakuregerera chikwereti chose chiya nokuti wakanditeterera.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

32 Ipapo tenzi wake akamudaidza, akati kwaari, “Iwe muranda wakaipa, ndakakuregerera chikwereti chose chiya nokuti wakanditeterera.

See the chapter Copy




Mateo 18:32

Follow us:

Advertisements


Advertisements