Mateo 18:26 - Shona BIBLE26 Zvino muranda akawira pasi, akakumbira, akati, ‘Ishe, ivai nomwoyo murefu neni, ndichazokuripirai zvose.’ See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Ɀino muranda akawira pasi, akamunamata, akati: Ishe, iʋai nomŋoyo murefu neni, ndicazokuripirai ɀose. See the chapterShona Bible 1949 revised 200226 Zvino muranda akawira pasi, akakumbira, akati, ‘Ishe, ivai nomwoyo murefu neni, ndichazokuripirai zvose.’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Nezvo muranda uya akagwadama pasi achimuteterera achiti, “Tenzi ndiitireiwo mwoyo murefu. Ndichakudzorerai zvose zvazvo.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona26 Nezvo muranda uya akagwadama pasi achimuteterera achiti, “Tenzi ndiitireiwo mwoyo murefu. Ndichakudzorerai zvose zvazvo.” See the chapter |