Mateo 18:24 - Shona BIBLE24 Zvino akati achitanga kugadzira, mumwe akanga ane chikwereti chamatarenda ane zviuru zvamazana zvine gumi akaiswa kwaari. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ɀino wakati acitaŋga kugadzira, mumŋe wakaŋga anecikwerete camatarenta aneɀuru ɀamazana ɀinegumi akaiswa kwaari. See the chapterShona Bible 1949 revised 200224 Zvino akati achitanga kugadzira, mumwe akanga anechikwerete chamatarenda ane zviuru zvamazana zvine gumi akaiswa kwaari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Paakatangisa kutaura nezvezvikwereti izvozvo, pakauiswa mumwe kwaari akanga aine chikwereti naye chegumi rezviuru zvemari yamatarenda. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona24 Paakatangisa kutaura nezvezvikwereti izvozvo, pakauiswa mumwe kwaari akanga aine chikwereti naye chegumi rezviuru zvemari yamatarenda. See the chapter |