Mateo 12:46 - Shona BIBLE46 Akati achataura navanhu vazhinji, tarira, mai vake navanun'una vake vakamira kunze, vachitsvaka kutaura naye. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)46 Wakati acataura naʋanhu ʋazhinji, tarira, mai ʋake naʋanuŋuna ʋake ʋakamira kunze, ʋacitȿaka kutaura naye. See the chapterShona Bible 1949 revised 200246 Akati achataura navanhu vazhinji, tarira, mai vake navanun'una vake vakamira kunze, vachitsvaka kutaura naye. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika46 Paakanga achiri kutaura kugungano riya ravanhu, amai vake navakoma navanun'una naye vakanga vatomira panze vachikumbira kutaura naye. [ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona46 Paakanga achiri kutaura kugungano riya ravanhu, amai vake navakoma navanun'una naye vakanga vatomira panze vachikumbira kutaura naye. [ See the chapter |