Mateo 12:32 - Shona BIBLE32 Ani naani anotaura shoko rakaipa pamusoro poMwanakomana womunhu, acharegererwa asi anotaura shoko rakaipa pamusoro peMweya Mutsvene, haaregererwi, kana panguva ino, kana pane inouya. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Aninani unotaura shoko rakaipa kuMŋanakomana womunhu, ucakaŋganwirwa; asi unotaura shoko rakaipa kuMŋeya Mutȿene, haaŋgakaŋganwirwi, kana paŋguʋa ino, kana kuneinoʋuya. See the chapterShona Bible 1949 revised 200232 Ani naani anotaura shoko rakaipa pamusoro poMwanakomana womunhu, acharegererwa asi anotaura shoko rakaipa pamusoro peMweya Mutsvene, haaregererwi, kana panguva ino, kana pane inouya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Uyo anotaura chinhu chakaipa nezvoMwanakomana womunhu acharegererwa asi uyo anotaura zvakaipa nezvaMweya Mutsvene haaregererwi, muupenyu huno kana muupenyu huchauya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona32 Uyo anotaura chinhu chakaipa nezvoMwanakomana womunhu acharegererwa asi uyo anotaura zvakaipa nezvaMweya Mutsvene haaregererwi, muupenyu huno kana muupenyu huchauya. See the chapter |