Mateo 12:29 - Shona BIBLE29 “Munhu angapinda seiko paimba yaanesimba, akatora nhumbi dzake, kana asati ambosunga uya ane simba? Ipapo achaparadza imba yake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Munhu uŋgapinda seiko paimba younesimba, akatora nhumbi dzake, kana asati ambosuŋga iye unesimba? Ipapo ucaparadza imba yake. See the chapterShona Bible 1949 revised 200229 “Munhu angapinda seiko paimba yaanesimba, akatora nhumbi dzake, kana asati ambosunga uya anesimba? Ipapo achaparadza imba yake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Kana kuti zvingaitike sei kutoti munhu angapinde mumba merume rine simba achipamba zvinhu zvaro, asi kuti atanga arisunga, ndokuzopamba zvemba yaro. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona29 Kana kuti zvingaitike sei kutoti munhu angapinde mumba merume rine simba achipamba zvinhu zvaro, asi kuti atanga arisunga, ndokuzopamba zvemba yaro. See the chapter |