Mateo 12:28 - Shona BIBLE28 Asi kana ndichibudisa mweya yakaipa noMweya waMwari, ipapo hushe hwaMwari hwasvika kwamuri. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Asi kana ndiciɓuɗisa mŋeya yakaipa noMŋeya waMŋari, ipapo ʋushe bgaMŋari bgaȿika kwamuri. See the chapterShona Bible 1949 revised 200228 Asi kana ndichibudisa mweya yakaipa noMweya waMwari, ipapo hushe hwaMwari hwasvika kwamuri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Zvino kana ndichidzinga mweya yakaipa noMweya waMwari, saka umambo hwaMwari hwatosvika pamuri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona28 Zvino kana ndichidzinga mweya yakaipa noMweya waMwari, saka umambo hwaMwari hwatosvika pamuri. See the chapter |